Vatongi 6:30 BDMCS

30 Vanhu vomuguta vakati kuna Joashi, “Budisa mwanakomana wako. Anofanira kufa, nokuti akaputsa aritari dzaBhaari uye akatema danda raAshera parutivi payo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:30 akapoteredza