Vatongi 7:12 BDMCS

12 VaMidhiani, vaAmareki navamwe vanhu vose vokumabvazuva vakanga vagara mumupata, vakawanda semhashu. Ngamera dzavo dzakanga dzisingaverengeki, dzakawanda sejecha remahombekombe egungwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:12 akapoteredza