Vatongi 7:13 BDMCS

13 Gidheoni akasvika mumwe munhu achiri kurondedzera shamwari yake kurota kwake, achiti, “Ndarota chingwa chakaurungana chichikungurukira mumusasa wavaMidhiani. Charova tende nesimba guru zvokuti tende rakudubuka rikawa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:13 akapoteredza