Vatongi 7:14 BDMCS

14 Shamwari yake yakapindura ikati, “Hachingavi chimwe chinhu kunze kwomunondo waGidheoni mwanakomana waJoashi, muIsraeri. Mwari aisa vaMidhiani nomusasa wose mumaoko ake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:14 akapoteredza