Vatongi 7:15 BDMCS

15 Gidheoni akati anzwa kurota uku nokududzirwa kwokurota kwacho, akanamata Mwari. Akadzoka kumusasa wavaIsraeri akadanidzira achiti, “Simukai! Jehovha aisa musasa wavaMidhiani mumaoko enyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:15 akapoteredza