Vatongi 7:2 BDMCS

2 Jehovha akati kuna Gidheoni, “Varume vaunavo vakawandisa kuti ini ndiise vaMidhiani mumaoko avo. Kuti vaIsraeri varege kuzvikudza pamberi pangu vachiti, simba ravo ndiro ravaponesa,

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:2 akapoteredza