Vatongi 7:3 BDMCS

3 zivisa vanhu izvozvi kuti, ‘Ani naani ari kudedera nokutya ngaadzoke hake abve paGomo reGireadhi.’ ” Saka varume vanosvika zviuru makumi maviri nezviviri vakabva, kukasara zviuru gumi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:3 akapoteredza