Vatongi 7:5 BDMCS

5 Saka Gidheoni akatora varume akaburuka navo kumvura. Jehovha akamuudza ikoko kuti, “Paradzanisa avo vanonwa mvura vachikapa norurimi rwavo sezvinoita imbwa kubva kuna avo vanonwa vakapfugama.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:5 akapoteredza