Vatongi 7:6 BDMCS

6 Zvino uwandu hweavo vakanwa vachikapa, vachiisa maoko kumiromo yavo, hwakasvika mazana matatu. Vamwe vose vakanwa vakapfugama namabvi avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:6 akapoteredza