Vatongi 7:7 BDMCS

7 Jehovha akati kuna Gidheoni, “Namazana matatu avarume vanwa mvura vachikapa ava, ndichakuponesai uye ndichaisa vaMidhiani mumaoko enyu. Vamwe vanhu vose ngavaende zvavo, mumwe nomumwe kunzvimbo yake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:7 akapoteredza