8 Saka Gidheoni akaendesa vamwe vose vavaIsraeri kumatende avo asi akasara namazana matatu, avo vakazotora mbuva nehwamanda dzavaya vamwe; uye musasa wavaMidhiani wakanga uri nechezasi mumupata.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7
Maonero Vatongi 7:8 akapoteredza