Vatongi 8:14 BDMCS

14 Akabata jaya rokuSukoti uye akaribvunza, uye jaya rikanyora pasi mazita amachinda makumi manomwe navanomwe vokuSukoti, vakuru veguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:14 akapoteredza