Vatongi 8:15 BDMCS

15 Ipapo Gidheoni akasvika akati kuvarume veSukoti, “Havano vanaZebha naZarumuna, vaya vamakandiseka muchiti, ‘Ko, watova namaoko aZebha naZarumuna kare here? Tinopireiko chingwa kuvanhu vako vaneta ava?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:15 akapoteredza