Vatongi 9:4 BDMCS

4 Vakamupa mashekeri esirivha makumi manomwea aibva mutemberi yaBhaari-Bheriti, uye Abhimereki akaishandisa kutenga varume vakanga vakaipa uye vasina tsitsi, vakava vateveri vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:4 akapoteredza