Vatongi 9:5 BDMCS

5 Akaenda kuimba yababa vake muOfira uye akaponda paruware rumwe chete vanakomana vababa vake makumi manomwe, ivo vanakomana vaJerubhiBhaari. Asi Jotamu, muduku pana vose kuvanakomana vaJerubhi-Bhaari, akapunyuka nokuti akavanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:5 akapoteredza