Vatongi 9:43 BDMCS

43 Saka akatora vanhu vake, akavakamura akavaisa mumapoka matatu akavandira musango. Akati achiona vanhu vachibuda muguta, akasimuka kuti avarwise.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:43 akapoteredza