Vatongi 9:42 BDMCS

42 Fume mangwana vanhu veShekemu vakabuda vakaenda kuminda, uye izvi zvakaziviswa kuna Abhimereki.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:42 akapoteredza