Zefania 1:13 BDMCS

13 Upfumi hwavo huchapambwa, dzimba dzavo dzichaputswa, vachavaka dzimba, asi havangagari madziri; vachasima minda yemizambiringa, asi havanganwi waini yacho.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 1

Maonero Zefania 1:13 akapoteredza