Zefania 2:4 BDMCS

4 Gaza richasiyiwa uye Ashikeroni richasiyiwa rava dongo. Pamasikati makuru Ashidhodhi richasiyiwa risisina chinhu uye Ekironi radzurwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 2

Maonero Zefania 2:4 akapoteredza