Zefania 2:5 BDMCS

5 Mune nhamo imi munogara pedyo negungwa, imi vanhu veKereti; shoko raJehovha rinokurwisa, iwe Kenani nyika yavaFiristia. “Ndichakuparadza, uye hapana achasara.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 2

Maonero Zefania 2:5 akapoteredza