Zefania 3:19 BDMCS

19 Panguva iyoyo ndichatonga vose vakakumanikidza; ndichanunura vakaremara uye ndichaunganidza vaya vakaparadzirwa. Ndichavapa rumbidzo norukudzo munyika dzose dzavakaiswa pakunyadziswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 3

Maonero Zefania 3:19 akapoteredza