Zefania 3:20 BDMCS

20 Panguva iyoyo ndichakuunganidzai; Panguva iyoyo ndichakuuyisai kumusha. Ndichakupai rukudzo nerumbidzo pakati pavanhu vose vapanyika, pandichadzora pfuma yenyu muchizviona nameso enyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 3

Maonero Zefania 3:20 akapoteredza