Zekaria 10:11 BDMCS

11 Vachapfuura napagungwa rokutambudzika; mafungu egungwa achaderedzwa uye pakadzika pose muNairi pachapwa. Kuzvikudza kweAsiria kuchaparadzwa uye tsvimbo youshe yeIjipiti ichabviswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 10

Maonero Zekaria 10:11 akapoteredza