Zekaria 10:10 BDMCS

10 Ndichavauyisa kubva kuIjipiti uye ndichavaunganidza kubva kuAsiria. Ndichavauyisa kuGireadhi nokuRebhanoni, uye hakungazovi nenzvimbo yavanokwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 10

Maonero Zekaria 10:10 akapoteredza