Zekaria 10:9 BDMCS

9 Kunyange ndikavaparadzira pakati pamarudzi, kunyange zvakadaro vachandirangarira vari kunyika dziri kure. Ivo navana vavo vachararama, uye vachadzoka.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 10

Maonero Zekaria 10:9 akapoteredza