Zekaria 10:3 BDMCS

3 “Kutsamwa kwangu kunomukira vafudzi, uye ndicharova vatungamiri, nokuti Jehovha Wamasimba Ose achava nehanya namakwai ake, imba yaJudha, uye achavaita sebhiza rinodadisa pakurwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 10

Maonero Zekaria 10:3 akapoteredza