5 Pamwe chete vachava savarume voumhare vanotsika migwagwa ina matope pakurwa. Nokuti Jehovha anavo, vacharwa vachakunda vatasvi vamabhiza.
Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 10
Maonero Zekaria 10:5 akapoteredza