Zekaria 10:6 BDMCS

6 “Ndichasimbisa imba yaJudha uye ndichaponesa imba yaJosefa. Ndichavadzosa nokuti ndinovanzwira tsitsi. Vachava savanhu vandakanga ndisina kuramba, nokuti ndini Jehovha Mwari wavo uye ndichavapindura.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 10

Maonero Zekaria 10:6 akapoteredza