Zekaria 2:4 BDMCS

4 uye akati kwaari: “Mhanya, undoudza jaya iro kuti, ‘Jerusarema richava guta risina masvingo nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zviri mariri.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 2

Maonero Zekaria 2:4 akapoteredza