Zekaria 4:6 BDMCS

6 Saka akati kwandiri, “Iri ndiro shoko raJehovha kuna Zerubhabheri: ‘Hazviitwi nehondo kana nesimba, asi nomweya wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 4

Maonero Zekaria 4:6 akapoteredza