Zekaria 7:13 BDMCS

13 “ ‘Pandakadana, havana kuteerera; saka pavakadana, handina kuvateerera,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 7

Maonero Zekaria 7:13 akapoteredza