Zekaria 7:14 BDMCS

14 ‘Ndakavaparadzira nechamupupuri pakati pendudzi dzose, uko kwavakava vatorwa. Nyika yakava dongo shure kwavo zvokuti hapana aizogona kupinda kana kubudamo. Izvi ndizvo zvavakaita kunyika yaifadza, ikava dongo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 7

Maonero Zekaria 7:14 akapoteredza