Zekaria 8:22 BDMCS

22 Uye vanhu vazhinji nendudzi dzine simba vachauya kuJerusarema kuzotsvaka Jehovha Wamasimba Ose nokukumbira nyasha kwaari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 8

Maonero Zekaria 8:22 akapoteredza