Zekaria 8:23 BDMCS

23 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Mumazuva iwayo varume gumi kubva kundimi dzose nendudzi dzose vachabatirira kwazvo pamupendero wenguo yomuJudha vachiti, ‘Ngatiendei tose, nokuti takanzwa kuti Mwari anewe.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 8

Maonero Zekaria 8:23 akapoteredza