Zekaria 8:6 BDMCS

6 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Zvingaita sezvinoshamisa kuna vakasara vavanhu ava panguva iyoyo, asi zvichaita sezvinoshamisa here kwandiri?” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 8

Maonero Zekaria 8:6 akapoteredza