Zvirevo 11:2 BDMCS

2 Kana kuzvikudza kwasvika, ipapo kunyadziswa kwasvikawo, asi uchenjeri huri kune akazvininipisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 11

Maonero Zvirevo 11:2 akapoteredza