Zvirevo 11:3 BDMCS

3 Unhu hwakanaka hwavakarurama unovatungamirira, asi vasina kutendeka vanoparadzwa nokunyengera kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 11

Maonero Zvirevo 11:3 akapoteredza