29 Ndiani ane nhamo? Ndiani akasuwa? Ndiani anokakavara? Ndiani anonyunyuta? Ndiani ane mavanga pasina mhaka? Ndiani ane meso akatsvuka?
Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 23
Maonero Zvirevo 23:29 akapoteredza