Ruka 13:6 BDMCS

6 Ipapo akavaudza mufananidzo uyu akati, “Mumwe murume akanga ane muti wake womuonde wakanga wakasimwa mumunda wake wemizambiringa, akaenda achindotsvaka muchero kwauri, asi haana chaakawana pauri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 13

Maonero Ruka 13:6 akapoteredza