Vahebheru 1:2 BDMCS

2 asi mumazuva ano okupedzisira akataura kwatiri nomuMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, uye naiyewo waakaita naye nyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 1

Maonero Vahebheru 1:2 akapoteredza