Vahebheru 1:3 BDMCS

3 Mwanakomana ndiye chadzera chokubwinya kwaMwari uye ndiye mufananidzo wake chaiwo, anochengeta zvinhu zvose neshoko rake rine simba. Mushure mokunge apedza kunatswa kwezvivi, akagara kurudyi rwamambo kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 1

Maonero Vahebheru 1:3 akapoteredza