Vahebheru 10:5 BDMCS

5 Naizvozvo Kristu, paakauya munyika muno, akati:“Chibayiro nechipo hamuna kuzvifarira,asi muviri wamakandigadzirira;

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 10

Maonero Vahebheru 10:5 akapoteredza