Vahebheru 11:15 BDMCS

15 Dai vakanga vachifunga nyika yavakabva kwairi vangadai vakawana mukana wokudzokera.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:15 akapoteredza