Vahebheru 11:16 BDMCS

16 Asi vakanga vachishuva nyika yakanaka, iyo yokudenga. Naizvozvo Mwari haana nyadzi pamusoro pavo kuti anzi Mwari wavo, nokuti akavagadzirira guta.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:16 akapoteredza