Vahebheru 11:3 BDMCS

3 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakaitwa nokurayira kwaMwari, zvokuti zvinhu zvinoonekwa zvakaitwa kubva pane zvinhu zvisingaonekwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:3 akapoteredza