Vahebheru 11:4 BDMCS

4 Nokutenda Abheri akapa Mwari chibayiro chiri nani pane chaKaini. Nokutenda akapupurirwa kuti akanga ari munhu akarurama, Mwari paakataura zvakanaka pamusoro pezvipo zvake. Uye nokutenda achiri kutaura nazvino kunyange zvake akafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:4 akapoteredza