Vahebheru 2:9 BDMCS

9 Asi tinoona Jesu, akaitwa muduku zvishoma kuvatumwa, zvino ashongedzwa korona yokubwinya nokukudzwa nokuti akatambudzika murufu, kuitira kuti nenyasha dzaMwari anzwe rufu nokuda kwavose.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 2

Maonero Vahebheru 2:9 akapoteredza