Vahebheru 2:8 BDMCS

8 uye mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake.”Pakuisa zvinhu zvose pasi pake, Mwari haana kusiya chinhu chimwe chete chisina kuiswa pasi pake. Asi panguva ino hationi zvinhu zvose zvakaiswa pasi pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 2

Maonero Vahebheru 2:8 akapoteredza