14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, avo vakazvidzidzisa nokuramba vachizviita, kutsaura zvakanaka kubva kune zvakaipa.
Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 5
Maonero Vahebheru 5:14 akapoteredza