Vahebheru 6:1 BDMCS

1 Naizvozvo ngatisiyei dzidziso dzokutanga pamusoro paKristu uye tipfuurire mberi kuti tive vakuru, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka kubva pamabasa anotungamirira kurufu, uye nokutenda muna Mwari,

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 6

Maonero Vahebheru 6:1 akapoteredza